MASHOKO EHUTANO KUBVA KUNA WILLARD KATSANDE

Mutambi wenhabvu mukuru, anotambira chikwata chema Worriors ari zvakare mutambi kuKaizer Chiefs’ Willard Katsande anotipa mashoko echenjedzo pamusoro pedenda re Coronavirus (COVID 19).

Iwai nekuteerera kwakanaka

Mashoko akakosha kubva kuna Willard Katsande.

Posted by Kumakomo Community Radio Fm on Saturday, April 4, 2020
Mashoko echenjedzo kubva kuna Willard Katsande

Was This Post Helpful:

0 votes, 0 avg. rating

Share:

Leave a Comment