Sydney Mangweka - Content Producer/Social media journalist/KCRS Volunteer

Writed 19 posts and 1 comments

Professional photographer – architectural imagery, business portraits, product & travel still images, sound technician, feature films and documentary videos. Award winning Radio Content producer and Social media Journalist.

Ikodzero yako kuziva nezveBumbiro remitemo yenyika

Unozviziva here kuti ikodzero yemunhu wose kuziva bumbiro remutemo renyika. Wana mukana wokuteerera rumbo urwu ugokurudzirwa kuziva Bumbiro renyika yedu yeZimbabwe…

LOCK DOWN INOBATSIRA SEI PAKUMISA DENDA RECOVID-19

Zimbabwe, nedzimwe nyika dzakatikomberedza nedzemhiri kwamakungwa dzakatora chidanho chokumborega kuenda kumabasa (lockdown) zvichitevera kupararira kwechirwere cheCoronavirus (COVID 19). Zvitoro, zvikoro, nzvimbo dzokudyira namabhizimusi zvakakurudzirwa kuvharwa, ruzhinji ruchitarisirwa kugara mumisha yavo…

MASHOKO EHUTANO KUBVA KUNA WILLARD KATSANDE

Mutambi wenhabvu mukuru, anotambira chikwata chema Worriors ari zvakare mutambi kuKaizer Chiefs’ Willard Katsande anotipa mashoko echenjedzo pamusoro pedenda re Coronavirus (COVID 19). Iwai nekuteerera kwakanaka…

Strong message for you from Willard Katsande

Kaizer Chief’s midfielder Willard Katsande sends you a strong message on how to stay safe and protected from Coronavirus (COVID 19). Take a listen…