Daily Archives: April 8, 2020

LOCK DOWN INOBATSIRA SEI PAKUMISA DENDA RECOVID-19

Zimbabwe, nedzimwe nyika dzakatikomberedza nedzemhiri kwamakungwa dzakatora chidanho chokumborega kuenda kumabasa (lockdown) zvichitevera kupararira kwechirwere cheCoronavirus (COVID 19). Zvitoro, zvikoro, nzvimbo dzokudyira namabhizimusi zvakakurudzirwa kuvharwa, ruzhinji ruchitarisirwa kugara mumisha yavo…