Daily Archives: April 4, 2020

MASHOKO EHUTANO KUBVA KUNA WILLARD KATSANDE

Mutambi wenhabvu mukuru, anotambira chikwata chema Worriors ari zvakare mutambi kuKaizer Chiefs’ Willard Katsande anotipa mashoko echenjedzo pamusoro pedenda re Coronavirus (COVID 19). Iwai nekuteerera kwakanaka…

Strong message for you from Willard Katsande

Kaizer Chief’s midfielder Willard Katsande sends you a strong message on how to stay safe and protected from Coronavirus (COVID 19). Take a listen…